Dundumadza (high elevation) zvinoreva nzvimbo kana nyika iri pakakwirira.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Nokuda kwekuti Zimbabwe iri padundumadza nyika iyi inotonhorera kudarika dzimwe dziri pamuyeramwaka wakafanana nayo.
  • Akakunda vamwe muchikoro haafaniri kuti azvidundumadze.