Mukwidza neMateru

(runangakatsva kubva kuMukwidza)

Shoko rokuti mukwidza (ascent) rinotaurwa pakukwira pangava pagomo kubva pasi kuenda padenga.

Materu, mutenusirwa kana mudzikisirwa (downward slope) zvinoreva kunodzika kuchibva pakakwira kuenda kwakaderera. Pane materu pane mukwidza zvakare. Vamwe vanoti buruko kana burusiro???

  • Banda (gentle slope).
  • Deva (Steep incline).
  • Kudeva (Follow - because attracted by 2. Go down a river bank, following course, 3.Go down a slope).
  • Vamwe vatauri vanoti gome, chigome, mukome, chinwara kana gwatara - ascent, rise, height, elevation. Iri izwi ringashanda kuturikira elevation kana altitude?

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Buruko (way down a slope).
  • Deva norukova: follow the river.
  • Handidi kuona mwanasikana wangu achideva vakomana: I do not want to see a daughter of mine running after the boys.
  • Kwingwiri (1. Ideophone of forming a rise, 2. Narrow ridge that stretches a considerable distance). Tarisa chikomo icho chakati kwingwiri: look at that small hill that rises abruptly and stretches for a long way.
  • Kukwingwirika (be prominent - physical feature e.g. hill).
  • Kukwingwiridza (Build a ridge).

Kune nzvimbo inonzi Chikwingwizha nezita remhuri rinonzi Hwingwiri.

  • Kutaura kudzikisira, kuita makata. Talking is (as easy as) going downwards (but) doing is (as difficult as) going upwards.
  • Kuno kudya hakuna gomo. Where there is food there is no mountain.
  • Kudya hakuna mukwidza. Eating does not occur on a steep place.*
  • Kudya hakuna nyope. Eating is not (for) a lazy person.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Digo vanoti mteremuko (Slope) kureva materu. VaNyakyusa vanoti telemuka (to slip) vachireva kutsvedza.
  • Kikongo vanoti banda, sambila (v to ascend, climb, go up a hill) kureva kukwira mukwidza. MaZulu vanoti imbanda (slope) kureva materu.
  • VaBwisi vanoti kukoma (go uphill; move up) kureva kukwira gomo. Lubwisi vanoti kukota (descend; come down).
  • Lenje vanoti seluka (descend, come or go down, get down) kureva kudzika. Venda vanoti tshivhanga (n. slope).
  • Herero vanoti opomuturukira (downhill, moving downhill) kureva materu. Mambwe vanoti mukunkuluko (Slope) kureva materu.
  • Uyo Ibibio vanoti adere (n. the upper part of a slope; inland, interior; north). Fananidzai nokuti materu kana kuteremuka.
  • VaBemba vanoti ku matelo (down the slope) kureva materu. Mamwe mazwi: ku mulundu (up the slope; upstream).