Open main menu

Mashonaland Central rimwe remazunde ari munyika yeZimbabwe. Nharaunda yezunde iri yakakura 28,347 kmĀ² uye rine hugari hwevanhu 998,265 (2002), ava vanhu vari zvikamu 8.5% zvehugari hwevanhu veZimbabwe.

Maruwa eMashonaland CentralEdit

Zunde reMashonaland Central rakaumbwa nemabuwa manomwe anoti:

Nyika yeZimbabwe yakapatsanurwa kuita matunhu gumi anosanganisira Mashonaland Central, Mashonaland West, Mashonaland East, Manicaland, Midlands, Masvingo, Matebeleland North, Matebeleland South, Harare neBulawayo.