Dundumadza
(runangakatsva kubva kuDunhumadzi)
Dundumadza (high elevation) zvinoreva nzvimbo kana nyika iri pakakwirira.
- Chikwiriro, gome, mukwidza, chikwidza - elevation.
- Pakatunhumara (elevated)
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Nokuda kwekuti Zimbabwe iri padundumadza nyika iyi inotonhorera kudarika dzimwe dziri pamuyeramwaka wakafanana nayo.
- Akakunda vamwe muchikoro haafaniri kuti azvidundumadze.