Maita Dziva Ganda Sambiri

Maita Dziva, Ganda sambiri, mbonyeya Munaiyisi vemvura, Sambiri
Dambiro revasikana VeGanda gobvu,
Vari KwaSave.

Chirombo chinobvundura mvura,
/>\> vanogara mumvura vano vhura muromo kaviri