Edgar Zivanai Tekere (1 April 1937 – 7 June 2011[1]) aiva mubati wezve matongerwo enyika muZimbabwe. Murume uye wakava president we Zimbabwe African National Union (Zanu) akatungamira bato iri panguva yenhaurirano dze Lancaster House. VaTekere vakashanda kwemakore muhurumende yeZimbabwe vachizosiya pavakakwikwidza musarudzo dzekuva mutungamiri wenyika vachipikisana naRobert Mugabe.

Edgar Tekere

Edgar Zivanai Tekere igamba rehondo yeChimurenga yakarwiwa nechinangwa chekusunungura nyika yeZimbabwe kubva kuutongi hweudzvanyiriri hwevarungu vakabva kuBritain.