Fundanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Angola, DRC neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Gabriel Fundanga; felix Fundanga; Anderson Fundanga; Salome Fundanga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti fundanga (n. gunpowder; powder) kureva unga.