• Gota (boys's sleeping quaters) kutaura imba inorarwa nevakomana vasati varoora.
  • Gota kana gotsi (councilor of paramount chief, sub-chief, captain, counsellor). Ndipo panobva izwi rokuti gurukota.
  • Gota sezita (a family name).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaVenda vanoti gota (n. councillor) kureva gota.
  • Sangho vanoti kota (big, large, enormous, important, superior) kureva huru. Mamwe mazwi: kota zo (n. dignitary, elder, important person).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.