Huru kana guru (big) zvinodudza kuti chinhu chihombe.

  • Hukuru (greatness; age; position of importance).

Kurerutsa MutauroEdit

  • Chaitezvi akatenga rhori huru.
  • Badza guru randinoshandisa kuchera mbambaira riri kupi?

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLozi vanoti hulu (old, great, important. paramaount) vachireva huru, guru, chikuru, mukuru zvichingodaro.