Gowero izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Moragn Gowero; Tafadzwa Gowero; Tatenda Gowero; Chenjerai Gowero.
  • Mazwi ari pedyo: Chikowe sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nsenga inoti chikowe (n. belt) kureva bhande.
  • MaZulu vanoti isikhowe, ilikhowe kana amakhowe (Schulzeria umkowaan. Species of large edible mushroom).
  • MaZulu vanoti isikhowe kana izikhowe pakuwanda (The place where· mushrooms grow).
  • Sangho vanoti kôé (all, every, whole, entire).