Gumi neimwe

Gumi neimwe inhamba inotevera gumi.

11

Mitauro yeBantuEdit

  • VaWanga vanoti ikhumi na ndala (n. eleven) kureva gumi neimwe.
  • VaBukusu vanoti Liikhumi naa ndala (n. Eleven) kureva gumi nerimwe
  • VaWanga neVaBukusu vanoti ndala (one - the form used in counting). Sokuti abomunzu ndala (children of one woman).