Kukungudza
(runangakatsva kubva kuGungudzo)
Kukungudza (recalling with regret) zvinotaura chiitiko chokuti ukarangarira unodemba kana kukungura kuti dai zvisina kuitika.
- Kudumba kana kurangarira (1. Ponder, 2. Be solemn).
- gungura kana magungura (Regret) zvichireva kukungura. Chacho chinosaka munhu akungure chonzi gungudzo.
- Kugungudzika, kuzukumwara (Regret, distressed, aggrieved). zvichireva kukungura, kudemba kana kusumba.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Zvinokungudza kana mwana achigaro paramura mhosva kumaraini.
- Anoita gungura nokuti haana kutengera mwana zviwitsi: he regrets not having bought sweets for his child.
- Harakwa inogungura zvoujaya hwayo: an old man wishes he were young again.