Gurwe (cricket; Brachytypes membranaceus) imhando yekapuka kanowanikwa muZimbabwe. Makurwe anodyiwa nokunge akangwa.

Mukono weGurwe uchichema wakatarira mwena

TsumoEdit

  • Mucheri wegurwe mutevedzeri, mudimbidziri anorasa mwena. A digger of crickets follows it, the one who takes a short cut misses the hole.
  • Urombo hwamatede kuniwa nemvura makurwe ari mumhatso.
  • Chinya chegurwe - A gurwe's fury. It breaks its legs when it gets angry.

Mitauro yeBantuEdit

  • Vatauri veLuganda vanoti nsenene (grasshopper) kureva hwiza.
  • Vatauri veKinande vanoti omú̧syenene (grasshopper) kureva hwiza.