Shenje imhando yegurwe asi isinga kuri kuenzana negurwe. Ine ruvara rwutema uye inowanzo shandiswa paku raurisa hove. Hakuna vanhu vano zivikanwa kuti vanodya chipuka-nana ichi.

Shenje Gryllus bimaculatus