• Hacha apa kureva muchero wemuti wemuhacha.
  • Hacha (Very small shelter built for a sick person outside of village) apa kureva imba inovakirwa murwere kunze kwemusha.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.