Hana
(runangakatsva kubva kuHana kurova)
Hana (Nge. conscience, soul, inner-heart) rinoreva chikamu chiripo pamunhu chinomuudza kuipa nekunaka kwemabasa, mifungo nendangariro.
Vamwe vatauri vanoti nhimanzi.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Uya akanga ava mhondi yaisanzwa hana kurova.
- Harura (feelings, conscience, conscience of guilt or any startling fear).
- -bvauka (1. Cause reproach, 2. Stir of conscience, 3. Conscience). Hana inobvauka: conscience reproaches. Amai vanobvauka hana: the mother's conscience reproaches her.
- -dzimatidza (1. Upset or disturb mentally, 2. Render ineffectual mentally 3. Blind mentally ). Wakadzimatidzwa nezvivi zvako: you are blinded by your sins. Chakandidzimatidza kuuya kumabiko ako rufu.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti isifuba (Secret, private affair). Muenzaniso: Yisifuba sakho leso (That is your secret affair).
- MaZulu vanoti Akanaso isifuba (He cannot keep a secret) vachireva kuti haana hana.
- MaZulu vanoti isifuba (Intimate friend, confidant). Sokuti: Isifuba senkosi yinsila yayo (The one who holds the chief's secrets is his personal bodyguard).