Hanzvadzikomana (Chingezi: brother; male sibling) kana bhudhi ihanzvadzi ye chirume ine mubereki mumwe kana vaviri vamwechete nevako. Hanzvadzi ye chikadzi inonzi hanzvadzisikana.

Parizvino mashoko anowanzi shandiswa ndibhudhi, shoko iri rinoshandisirwa kureva munhu ane chishamwari kana chidokwa dokwa futi.

Mu tsika chinjirudza

Hanzvadzikomana ikuru ne idiki chinjirudza

Hanzvadzikomana ikuru inonzi:

Hanzvadzikomana idiki inonzi: