Hondo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rejoice Hondo; Wellington Hondo; Victor Hondo; Walter Hondo.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kimbundu vanoti hondo (n. goat) kureva mbudzi. Mamwe mazwi: kahondo (n. goat).