Open main menu

I hove yakaita senge muramba asi isinga kure kusvika pane muramba. Inoguma kukura yaita senge chigunwe chemunhu mukuru. Imwe mhando yehono inonzi fifinha.