N'anga

(runangakatsva kubva kuHun'anga)

N'anga (witchdoctor) munhu anoshandisa mashave achiti anobata mabasa anosanganisira zvekurapa, kudzinga mweya yetsvina, kubvisa munyama, zvichingodaro.

TsumoChinjirudza

  • Muromo wen'anga ibaradzi.
  • Kufarira n'anga neinobata mai.
  • N'anga muroyi.

Mitauro yeBantuChinjirudza

  • VaSangho vanoti monganga ( n. medicine man) vachireva murapi.
  • VaGwere vanoti bugangi ( n. medical treatment) vachireva hurapi.
  • VaNyole vanoti ohuganga (v. treat illness by giving medicine to a sick person.) kureva kuita hun'anga.