Hydrogen chloride

hydrogen chloride redirects here

hydrogen chloride itype yegas inechemical formula HCl.Hydrochloric acid , hydrogen chloride iri mumvura inokwanisa kupiwa chemical formula HCl.

chemistryEdit

hydrogen chloride idiatomic gas inocontainer hydrogen atom neChlorine atom yakabatanidzwa necovalence bonding.Hydrogen chloride iri very soluble mumvura nemamwe mapolar solvents. kamagasi two aya akabatana akabatana nemvura anogadzira mahydronium cations H3O nemaChlorine anions Cl- through revesible reaction.

HCl + H2O = H3O + Cl-

izvi maresults acho panobuda hydrochloric acid ende iri strong acid.hydrogen chloride inoitisa ngura kana paine moisture.

productionEdit

kumaindustries mazhinji brine(solution of sodium chloride in water) inoitwa electrolysis pachibuda chlorine nehydrogen.

2NaCl + H2O = Cl2 + NaOH + H2

Hydrogen chloride mumalabs inokwaniswa kugadzirwa through chemical reaction. hydrogen chloride inokwanisa kubva pachemical reaction yesodium chloride nesulphuric acid.pakaitika chemical reaction panobuda hydrogen chloride segas.

NaCl + H2SO4 = NaHSO4 + HCl

reaction iyi inoitika at room temperature asi pakuproceeder kuita 400 degrees yekupisa reaction results anenge asiyana

UsesEdit

Most Hydrogen chloride inoshandiswa pakugadzira hydrochloric acid , iri important reagant kune mamwe maindustries chemical transformation

  • hydrochlorination of rubber
  • kugadzira vinyl chlorides

inokwaniswo shandiswa kuseperater cotton from wool.inoshandiswa kugadzira malewis acids. inoshandiswa paku purify silicon semiconducter.

safetyEdit

hydrogen inokwanisa kukuuraya nekuti yakapinda mumhino inoisa inflammation mumhino , coughing , choking, circulatory failure.Yakaenda paskin panoita patsvuku uye pachirwadza.hydrogen chloride will interact mametals but hydrochloric acid haidaro.

see alsoEdit