Kabanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Peter Kabanda; Abisha Kabanda; Stanford Kabanda; Francis Kabanda.
  • Mazwi ari pedyo: Chibanda, banda.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kimbundu vanoti kabanda (n. deputy) kureva mutevedzeri.
  • Zigula inoti kabanda (n. hut). Mamwe mazwi: banda kana mabanda pakuwanda (n. hut).
  • Kikongo inoti bandama (v. begin).