Kadenge
Kadenge izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Takunda Kadenge; Vimbai Kadenge; Bridget Kadenge.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPossible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
Mazita ari Pedyo
chinjirudza- Mudenge sezita remhuri.