Kaledzera sezita
Kaledzera izita remhuri rinowanikwa muMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Elena Kaledzera; Chifundo Kaledzera; Leonard Kaledzera; Tamie Kaledzera.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Chewa inoti kuledzera (n. intemperance - in spiritous liquors).