Kamwe sezita
Kamwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, Uganda neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Deborah Kamwe; Beingirl Kamwe; Godfrey Kamwe; Marsha Kamwe.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaFwe vanoti kamwi (n. heat from the sun) kureva madziya ezuva.
- VaFwe vanoti ru-mwi (n. summer).
- VaTonga vanoti kamwi (n. once).
Mazwi ari Pedyo
chinjirudza- Rudziyakamwe inguva yokunge zuva rava padenga richirova nhongonya.
- Kamwi izita]] remhuri.