Kandoma izita remhuri rinowanikwa kuMalawi, Burkina Faso, neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Yousuf Kandoma; Fatomata Kandoma; Innocent Kandoma; Solange Kandoma, Blessing Kandoma.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Bushong vanoti ndoma (n. a seed used as ball) kureva tsongoro inoitwa bhora.
  • Bushong vanoti kandoma (n. pill, small seed or fruit).