Ngani

(runangakatsva kubva kuKangani)

Ngani (how many) izwi rinobvunza huwandu hwezvinhu.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Vangani rinobvunza kuti vanhu vakawanda sei?
  • Pangani kana kungani (how many places or how many instances?) rinobvunza kunzvimbo dzakawanda sei kana Huambo dzakawanda sei?
  • Rungani kana kangani (how many times?) rinobvunza kuti chiitiko chakaitika kakawanda zvakadii?
  • Chingani (which day?) rinobvunza kuti musi upi pakuverengwa kwemazuva?
  • Mangani?
  • Zvingani?

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaShambala vanoti wangahi? (how many?). Sokuti ngombe wangahi - zvichireva mombe ngani.