Kanyungu izita rinowanikwa muZambia, Kenya, neTanzania..

  • Vanhu vane zita iri: Matthew Kanyungu; Sonile Kanyungu; Tangani Kanyungu.
  • Mazwi ari pedyo: Nyungu sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaMbukushu vanoti kanyungu (n. cooking pot made of clay).
  • Herero vanoti o-nyungu; otyi-nyungu (n. pot, kettle).
  • Shimaore vanoti nyungu (n. cooking pot) kureva poto yekubikira.