Kapamba sezita
Kapamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Tsitsi Kapamba; Merveille Kapamba; Rodrigue Kapamba; Joella Kapamba.
- Mazwi ari pedyo: Mupambo sezita, Mupambwa sezita, kupamba.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Maconde inoti -pambanya (v. fasten together) kureva kupamba.
- Maconde inoti -pambilila (v. fasten with rope) vachireva kupamba netambo.