Kapepa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Marie Kapepa; Oliver Kapepa; Belviannah Kapepa; Dan Kapepa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Chewa inoti kupepa (v. to blow) kureva kupepa. Mamwe mazwi: kupepuka (capable of being blown away).