Kapiri sezita
Kapiri izita remhuri muZimbabwe, Zambia, DRC, neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Nicol Kapiri; Nelly Kapiri; Rosalia Kapiri; Kalumbu Kapiri.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Chewa inoti kapiri (n. a grain; a small hill).