Karura sezita
Karura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Agnes Karura; Karura Gichanga; Trizah Karura; Netsai Karura.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi:
- Kinande inoti ruruma (v. roar). Mamwe mazwi: rura (v. roar).