Katanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa, South Africa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Kay Katanga; Therese Katanga; Mamie Katanga; Shiera Katanga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nyamwezi inoti katanga (n. cucumis dipsaceus; cucumis figare)