- VaNyamwezi vanoti kubona (to see) kureva kuona. Mamwe mazwi: niíná (mother) kureva amai.
- Nyamwezi inoti kitu (thing) kureva chinhu. Mamwe mazwi: doto (n. flesh) kureva nyama.
- Nyamwezi inoti ugali kureva sadza. Mamwe mazwi: doto (wet) kureva kutota.
- Nyamwezi inoti kanzu (robes) kureva hanzu. Mamwe mazwi: mhelá ‘rhinoceros’
- Nyamwezi inoti nzala (n. hunger) vachireva nzara. Mamwe mazwi: kii (what) kureva chii?
- Nyamwezi inoti nzila (n. way) vachireva nzira. Mamwe mazwi: nzoka (n. snake) kureva nyoka.
- Nyamwezi inoti nzuki (bee) kureva nyuchi. Mamwe mazwi: kʊfàá (to die) kureva kufa.
- Nyamwezi inoti kaaya (homestead; home) kureva musha. Mamwe mazwi: fìkà (v. arrive) kureva kusvika.
- Nyamwezi inoti ishiimba (n. lion) kureva shumba. Mamwe mazwi: dziika (v. bury) kureva kudzika kana kuviga.
- Nyamwezi inoti -zeenga (v. build) kureva kuvaka. Mamwe mazwi: nzovu (n. elephant) kureva nzou.
- Nyamwezi inoti mazuuli (n. yesterday) kureva zuro. Mamwe mazwi: waalwaa (n. beer) kureva doro.
- Nyamwezi inoti kwiingila (since) kureva chinguri. Mamwe mazwi: loómbá (v. ask for) kureva kuromba.
- Nyamwezi inoti ŋoombe (n. cattle) kureva mombe. Mamwe mazwi: kutuma (v. to send) kureva kutuma.
- Nyamwezi inoti mutemi (n. king) kureva mambo. Mamwe mazwi: -saata (be sick; become sick).
- Nyamwezi inoti -daka (be angry; become angry). Mamwe mazwi: -laángá (v. get stuck up high).
- Nyamwezi inoti mpini (n. handle) kureva mupini. Mamwe mazwi: mbwaa (n. dog) kureva imbwa.
- Nyamwezi inoti kale (long ago) kureva kare.