Nyamwezi

(runangakatsva kubva kuVaNyamwezi)

Nyamwezi mutauro weBantu unowanikwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • VaNyamwezi vanoti kubona (to see) kureva kuona. Mamwe mazwi: niíná (mother) kureva amai.
  • Nyamwezi inoti kitu (thing) kureva chinhu. Mamwe mazwi: doto (n. flesh) kureva nyama.
  • Nyamwezi inoti ugali kureva sadza. Mamwe mazwi: doto (wet) kureva kutota.
  • Nyamwezi inoti kanzu (robes) kureva hanzu. Mamwe mazwi: mhelá ‘rhinoceros’
  • Nyamwezi inoti nzala (n. hunger) vachireva nzara. Mamwe mazwi: kii (what) kureva chii?
  • Nyamwezi inoti nzila (n. way) vachireva nzira. Mamwe mazwi: nzoka (n. snake) kureva nyoka.
  • Nyamwezi inoti nzuki (bee) kureva nyuchi. Mamwe mazwi: kʊfàá (to die) kureva kufa.
  • Nyamwezi inoti kaaya (homestead; home) kureva musha. Mamwe mazwi: fìkà (v. arrive) kureva kusvika.
  • Nyamwezi inoti ishiimba (n. lion) kureva shumba. Mamwe mazwi: dziika (v. bury) kureva kudzika kana kuviga.
  • Nyamwezi inoti -zeenga (v. build) kureva kuvaka. Mamwe mazwi: nzovu (n. elephant) kureva nzou.
  • Nyamwezi inoti mazuuli (n. yesterday) kureva zuro. Mamwe mazwi: waalwaa (n. beer) kureva doro.
  • Nyamwezi inoti kwiingila (since) kureva chinguri. Mamwe mazwi: loómbá (v. ask for) kureva kuromba.
  • Nyamwezi inoti ŋoombe (n. cattle) kureva mombe. Mamwe mazwi: kutuma (v. to send) kureva kutuma.
  • Nyamwezi inoti mutemi (n. king) kureva mambo. Mamwe mazwi: -saata (be sick; become sick).
  • Nyamwezi inoti -daka (be angry; become angry). Mamwe mazwi: -laángá (v. get stuck up high).
  • Nyamwezi inoti mpini (n. handle) kureva mupini. Mamwe mazwi: mbwaa (n. dog) kureva imbwa.
  • Nyamwezi inoti kale (long ago) kureva kare.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Nyamwezi inoti mudo (young) vachireva munhu mudiki.
  • Nyamwezi inoti muhaya (adult) vachireva munhu abva zera. Mamwe mazwi: mheélá (n. fee) kureva musharo.
  • Nyamwezi inoti mutuka (stupid) kureva benzi. Mamwe mazwi: mhelá (n. rhinoceros) kureva chipembere.
  • Nyamwezi inoti sapa (v. play) kureva kutamba. Mamwe mazwi: silili (below).
  • Nyamwezi inoti teka (v. cook) kureva kubika. Mamwe mazwi: nedeku (cold).
  • Nyamwezi inoti nsuko (tobacco) kureva fodya. Mamwe mazwi: -koonda (v. knead).
  • Nyamwezi inoti -koonda (be kind) kuva nemutsa. Mamwe mazwi: -laamba (v. be hard, become hard).
  • Nyamwezi inoti ulugoye (n. rope) kureva tambo. Mamwe mazwi: imbwii (n. white hair) kureva imvi.
  • Nyamwezi inoti lumi (afternoon) kureva masikati. Mamwe mazwi: kila (every) kureva ose.
  • Nyamwezi inoti tala (n. lamp) kureva mwenje. Mamwe mazwi: βʊ́láya (n. Europe).
  • Nyamwezi inoti kuzisha (to grind it) kureva kugaya. Mamwe mazwi: kaayá (n. homestead).

[1]

  1. https://gupea.ub.gu.se/bitstream/handle/2077/60370/gupea_2077_60370_1.pdf;jsessionid=8DE1D2704B15B079F1AE6C6CD689DAA7?sequence=1