Chinguri

Chingo, chinguri kana chiko (Since). Chingo ndakabarwa handisati ndambosvika kuMavhuradonha.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaKongo vanoti jinga (n. Be permanent, live long, survive, last, remain alive). VaKongo vanoti jingu (n. permanence, vitality, endurance, immortality, eternity).
  • VaKongo vanoti -ajingu kana -ajinga (a. permanent).
  • MaZulu vanoti jinga (Be continually at, keep near to, stick close to, follow closely; importune, pester; frequent). Muenzaniso: Uyijingile lentombi (He has his eye on this girl).
  • MaZulu vanoti jinge (Do continually, habitually). Muenzaniso: Ujinge ehambela kini (He keeps on visiting your place).