Katongo izita revanhu rinowanikwa kuZambia neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Katongo Bwalya; Evans Katongo; James Katongo; Katongo Banda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lugwere vanoti katongo (n. sunshine, mid-morning sun; mid-morning).