Katusi
Katusi (Nge: chartreuse kutodza Chifurenji, kureva "yellow-green"), Chishona chiri kutodza Chispeini chinoti Kartuja. Katusi ruvara ruri pakati pezerere nehuroro.
KuVarungu shoko rekuti chartreuse rakatumidzwa nekuda kwekufanana neruvara rwezerere yedzimwe doro reFuranzi (France liqueurs) rinonzi "green chartreuse", yakaunzwa muna 1764.
Sainzi nezvisikwa
chinjirudzaAruje (Algae).
chinjirudzaAruje ine ruvara rwe-yeruva (yellow-green), inonziwo Xanthophytes, iri kirasi yearuje mudhivhizheni yeHeterokontophyta. Mazhinji zvinogara mumvura yakachena, asi mamwe anowanikwa munzvimbo dzekugara mugungwa nevhu. Izvo zvinosiyana kubva kune imwechete-celled flagellates kune mafomu echikoroniaru (colonial) akareuruka (simple) uye ane mutsindo. Kusiyana nemamwe maheterokonts, machloroplast ejena-zerere algae haana fucoxanthin, ndosaka iwo ane ruvara rwakareuruka.
Zvirimwa
chinjirudzaPane zvimwe zvirimwa zvine ruvara rwe katusi.
-
Korawu ndimu (remoni) [Chirungu: Lemon coral (Sedum mexicanum)]
-
Ogoni [Chirungu: Ogon (Acorus gramineus)]
-
Ankoti [Chirungu: Ancot (Cotinus coggygria)]
-
Lady's mantle (Alchemilla mollis)
Mhuka
chinjirudza-
Igwana
-
Datya
-
Geko
-
Shiri
Mabviro eruzivo
chinjirudza- Kier Holmes, 19 March 2020, 8 Favorites: The Best Chartreuse Plants to Brighten a Garden
- enwiki: Yellow-green colour (chartreuse)