Kgomo sezita
Kgomo izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Lerato Kgomo; Edgar Kgomo; Albertina Kgomo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Sesotho vanoti kgomo (n. Cattle) kureva mombe.
- IsiNdebele vanoti nkomo kureva mombe.