Kipambo izita remhuri rinowanikwa muAngola neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Jose Kipambo; Kipambo Semedo; Happy Kipambo; Kipambo Mzava.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili vanoti kipambo (n. decoration, ornament; furnishings, appointments). Mamwe mazwi: pamba (v. decorate, ornament, prepare, arrange).
  • Swahili vanoti kipambo (n. tuft of cotton) vachireva kadonje. Mamwe mazwi: pambana (v. contest in sport; come together; meet).
  • Swahili vanoti pambanya (v. bring together; put side by side; exhibit). Mamwe mazwi: upambano (comparison, collision, conflict; disagreement).