Kirungi sezita
Kirungi izita remhuri rinowanikwa muUganda.
- Vanhu vane zita iri: Fortunate Kirungi; Ritah Kirungi; Noreen Kirungi; Yvonne Kirungi.
- Mazwi ari pedyo: Chirunga sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Luganda inoti ekirungi (n. good) kureva kunaka.
- Luganda inoti omurungi (n. good luck) kureva mhanza yakanaka.