Konongo izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa, Botswana neDemocratic Republic of the Congo.

  • Vanhu vane zita iri: John Konongo; Zandile Konongo; Gaone Konongo; Nosicelo Konongo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Sangho vanoti konongo (n. size, growth, big) kureva saizi. Sangho vanoti konongo (n. thickness).
  • Kinande inoti erikonongola (n. detach branches from a tree trunk, detach bananas from a bunch of bananas) kureva kubvisa mapazi pamuti kana bhanana patsumbu.