Kuambura

Kuambura (to dig, groundnuts, nyimo etc.) apa zvichireva kuchera nzungu kana nyimo.

Mitauro yeAfrikaEdit

  • IsiZulu vanoti ambula (Remove a covering, uncover, unveil, unscreen. Bantu - yambula: break contact) kureva kufugura.