Kubeta
Kubeta (hit, beat, strike) zvinoreva kurova. Izwi iri rainyanya kutaurwa seslang mumakore ekuma 1970-80.
Kurerutsa Mutauro chinjirudza
- Iwe mupfannha ndinokubeta zvausati wamboona.