Kuboya

(runangakatsva kubva kuKubozha)

Kuboya kana kubodza, kuboza, kubozha (find by chance) zvinoreva kuwana kana kunhonga chinhu usiri kuzvitarisira. Kuboya hakuzi kuba. Ipapa panobva mazwi anoti bozho, uye bodzo.

Tsika chinjirudza