Kuzendemura

(runangakatsva kubva kuKubvatura)

Kuzendemura (doing on a large scale) zvinoreva kuita kana kuvaka chinhu chichiitwa chiri chine mumhu mukuru. Munhu akavaka imba huru sedzenowanikwa kuMandara anonzi akazendemura rino zimba.

Munhu ane mumhu mukuru anonzi zinzende.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Munda wakadzendemuka zvandakanga ndisingafungiri: the field has grown much larger than I anticipated.
  • Dzendemura imba: build a big house.