Kucheuka

Kucheuka, kuchewuka kana kuchevuka (look back; look over your shoulder; look behind).

ChirevoEdit

  • Anocheuka munhu iyeyu? Apa kureva kuti anodada zvokuti haana hanya nekucheukira munhu, achinge afuratira zvatopera.

Mitauro yeBantuEdit