• Kudzimurira (Controlling a fire).
  • Kudzimurira (Control; moderate) apa kureva kudzoredzera chinhu chiri kufamba kana zviri kuitika.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Vatauri veLuganda vanoti uzibila (control) kureva kudzimurira.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.