Kudzivirira kana Kudzivira (prevent someone from doing something; restrain; protect).

  • Kudziva (prevent a person from doing something; to go and return the livestock)
  • Mudzivi kana mudziviriri (watchman; one who watches over livestock).
  • Kudzivura (to open, unclose) zvichireva kubvisa mudzivo.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Luganda vanoti okuzibira (v. shield, block; frustrate) zvichireva kudzivira.
  • Kikongo vanoti jiuka (to open, unclose) zvichireva kudzivuka.
  • VaKongo vanoti jika (to shut, to close) zvichireva kuvhara.
  • MaZulu vanoti zi6ula (n. Bear the first offspring; have a first baby). Sokuti: ukuzi6ula ngomfana (to have a baby boy first).
  • MaZulu vanoti ilizi6ule kana amazi6ule (n. Beast which has given birth once only) kureva nzwarakamwe kana mhuka yakazvara kamwe.