Kufukata

(runangakatsva kubva kuKufuratira)

Mazwi okuti kufukata kana kufukatira (turn one's back on someone) anotaurwa pakumira wakapira munhu gotsi. Vamwe vatauri vanoti kufuratira.

Kufukata (1. Turn away from, 2. Cause to forget).

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Bere nomunhu zvazvakabhondana murima, zvakafukatidzana ndokutizana zvichiridza mhere: a hyena and a man collided with each other in the dark, they turned their backs on each other and fled with loud cries.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • AmaZulu vanoti fulathela (1. turn back on; 2. disregard, despise, avoid, forsake) vachireva kufuratira.
  • Luwanga inoti okhufuratira (turn one's back on; stand with the back turned to).